Home Music Lyrics Janet Manyowa – Zadzisa

Janet Manyowa – Zadzisa

Zadzisa by Janet Manyowa MP3 MUSIC VIDEO

Zadzisa LYRCIS by Janet Manyowa:
Mwari mukataura shoko munorindira kuti riite zvamareva
Ndakabata pachitsidzo chamakandipa munozadzisa
Mwari
Saka baba zadzisai shoko renyu
Rinoita zvamataura
Zvamakareva zichaitika
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
Zvamakareva zvichaitika
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura

Muri mwari asinganyepi
Muri mwari anochengeta chitsidzo chake
Kuvana vake
Murimwari wechokwadi murimwari anotaura
Shoko kamwechete zvoitika
Yeeeh yeeeeeh
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
Zvamakareva zvichaitika
Zvamakataura payaaa
Zadzisai shoko renyu rinoita zvamataura
Zvamakareva zvichaitika

Imi makati
Ndirimukundi
Imi makati
Ndiri wenyasha
Imi makati

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here